Mark 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kamŋe, ʋakati ʋaciriŋgariŋga, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi anaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo, vakatarisa kwose kwose, uye havana kuzoona munhu aripo navo kunze kwaJesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo vakazoti ringe — ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo.
Shona 2009?
Kamwe-kamwe, vakati varinga-ringa, havana kuzovona munhuzve, asi Jesu chete anavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo.