Matthew 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.
Shona 2009?
Zvino Josefa murume wake zvaakanga ari wakarurama, asingadi kumufumura, wakafunga kumuramba muchivande.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.