Matthew 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza navaprofita vake zvokuti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti,
Shona 2009?
Zvino zvose izvozvi zvakaitwa kuti zvizadziswe zvakarehwa naShe, nomuporofita achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita achiti,