Matthew 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Arami akaɓereka Aminadabi; Aminadabi akaɓereka Nasoni; Nasoni akaɓereka Saremoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ramu baba vaAminadhabhu, Aminadhabhu baba vaNashoni, Nashoni baba vaSarimoni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aramu akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akaberekawo Naashoni; Naashoni ndokuberekawo Sarimoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Arami akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akabereka Nasoni; Nasoni akabereka Saremoni;
Shona 2009?
Arami akabereka Aminadhabhi; Aminadhabhi akabereka Naasoni; Naasoni akabereka Sarimoni;
Shona SUB 2002 Bible
Arami akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akabereka Nasoni; Nasoni akabereka Saremoni.