Matthew 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saremoni akaɓereka Boasi kumukadzi wake Rahabi; Boasi akaɓereka Obedi kumukadzi wake Rute; Obedi akaɓereka Jesi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sarimoni baba vaBhoazi, mai vake vari Rahabhu, Bhoazi baba vaObhedhi, mai vake vari Rute, Obhedhi baba vaJese,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saremoni akabereka Bhoazi kumukadzi wake Rahabhi; Bhoazi akabereka Obhedhi nomukadzi wake Rute; Obhedhi akabereka Jesi;
Shona 2009?
Sarimoni akabereka Bhowazi kunaRahabhi, Bhowazi akabereka Obhedhi kuna Rute; Obhedhi akabereka Jese;
Shona SUB 2002 Bible
Saremoni akabereka Bhoazi kumukadzi wake Rahabhi; Bhoazi akabereka Obhedhi nomukadzi wake Rute; Obhedhi akabereka Jesi;