Matthew 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucipinda mumba muikwazise.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunopinda mumusha, kwazisai vanenge varimo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamunopinda imomo kwazisai vomumbamo. Kana imba iyoyo ichikodzera, rugare rwenyu ngaruende pairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana muchipinda mumba muikwazise.
Shona 2009?
Zvino kana muchipinda mumba, muikwazise.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana muchipinda mumba muikwazise.