Matthew 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka cenjerai senyoka, mururame senjiʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kukutumai samakwai pakati pamapere. Naizvozvo ivai vakachenjera senyoka uye mugova vasina mhosva senjiva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tarirai, ndinokutumai sehwai mukati memhumhi, nezvo ngwarai senyoka asi makarurama senjiva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka, mururame senjiva.
Shona 2009?
Tarirai ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka mururame senjiva.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka, mururame senjiva.