Matthew 10:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cenjerai ʋanhu, nokuti ʋacakuisai kuʋuŋgano dzamakurukota, nokukuroʋai ɀikuru mumasinagoge aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chenjerai kuti vanhu vachakuisai kumatare uye vagokurovai mumasinagoge avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo.
Shona 2009?
Asi chenjerai vanhu; nokuti vachakukumikidzai kumakurukota, uye vachakurovai zvikuru mumasinagoge avo;
Shona SUB 2002 Bible
Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo.