Matthew 10:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋacikuisai, musafuŋganya muciti mucataura sei, kana inyiko, nokuti mucapiwa neŋguʋa iyo ɀamunofanira kutaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana vakusungai, musafunganya pamusoro pokuti muchataurei kana kuti muchataura sei. Panguva iyoyo muchapiwa zvokutaura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakukwirirai musazvinetse kuti muchataura sei kana kuti muchataurei
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana vachikuisai, musafunganya muchiti, muchataura sei, kana tichataurei, nokuti muchapiwa nenguva iyo zvamunofanira kutaura.
Shona 2009?
Asi kana vachikukumikidzai, musafunganya muchiti muchataura sei kana chinyiko; nokuti muchapiwa nenguva iyo zvamunofanira kutaura.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana vachikuisai, musafunganya muchiti, muchataura sei, kana tichataurei, nokuti muchapiwa nenguva iyo zvamunofanira kutaura.