Matthew 10:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazita aʋaapostora ʋanegumi naʋaʋiri ndiwawa: Wokutaŋga Simoni, wainzi Petro, naAndrea, munuŋuna wake; Jakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane, munuŋuna wake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino aya ndiwo mazita avapostori gumi navaviri: wokutanga ndiSimoni ainzi (Petro) nomunun'una wake Andirea; Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomunun'una wake Johani;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazita avapositori gumi navaviri ndaaya: wokutanga ndiSimoni anonzi Pita nomunun'una wake Andireya, kouya Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake. Kozouya Firipi naBhatoromeo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazita avapostori vane gumi navaviri ndiwaya: Wokutanga Simoni, ainzi Petirosi, naAndireya, munun'una wake; Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake;
Shona 2009?
Zvino mazita avapositora vanegumi navaviri ndiwawa; wokutanga, Simoni, anonzi Petro, naAndiriya munun'una wake; Jakobho waZebedhi naJohwani munun'una wake;
Shona SUB 2002 Bible
Mazita avapostori vane gumi navaviri ndiwaya: Wokutanga Simoni, ainzi Petirosi, naAndireya, munun'una wake; Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake;