Matthew 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hamuzimi munotaura, asi Mŋeya waƂaɓa ʋenyu unotaura mukati menyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti munenge musiri imi munotaura, asi Mweya waBaba venyu uchataura nomamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvamuchataura muchazvipiwa panguva iyoyo, nokuti hamusirimi munenge muchitaura asi Mweya waBaba venyu anenge achitaura nemamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya waBaba venyu anotaura mukati menyu.
Shona 2009?
Nokuti hamuzimi munotaura asi Mweya waBaba venyu unotaura mamuri.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya waBaba venyu anotaura mukati menyu.