Matthew 10:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukoma ucaisa munuŋuna parufu, naɓaɓa mŋana waʋo; ʋana ʋacamukira ʋaɓereki ʋaʋo nokuʋaʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mukoma achaurayisa munun'una wake, nababa mwana wavo zvimwe chetezvo, vana vachapandukira vabereki vavo uye vachavaurayisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mukoma achaisa munun'una parufu, nababa mwana wavo; vana vachamukira vabereki vavo nokuvaurayisa.
Shona 2009?
Mukoma uchaburusira munun'una kurufu, nababa mwana \add wavo\add*; vana vachamukira vabereki vavo nokuvavurayisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Mukoma achaisa munun'una parufu, nababa mwana wavo; vana vachamukira vabereki vavo nokuvaurayisa.