Matthew 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mudzidzi haasi mukuru kumudzidzisi wake, kana muranda kuna ishe wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzidzi haasi mukuru pane mudzidzisi wake nomurandawo haasi mukuru pana tenzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake.
Shona 2009?
Mudzidzi haasi pamusoro pemudzidzisi \add wake\add*, kana muranda pamusoro paishe wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake.