Matthew 10:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo musaʋatya; nokuti hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo musavatya. Hapana chakavanzika chisingazobudiswi pachena kana chakavigwa chisingazozivikanwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozaruwi; kana chakavanzika, chisingazobudi pachena.
Shona 2009?
Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazobvundunurwi; kana chakavanzika chisingazozikamwi.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazobudi pachena.