Matthew 10:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀandinokuʋudzai murima, taurai pacena; ɀamunonzwa munzeʋe, paridzirai pamsoro pedzimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvandinokuudzai murima muzvitaure muchiedza; zvinozevezerwa munzeve dzenyu, muzviparidze muri pamusoro pedzimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvandinokutaurirai murima zvitaurei masikati machena, zvamunonzwa nakazevezeve zviparidzei muri pamusoro pemba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvandinokuudzai murima, taurai pachena; zvamunonzwa munzeve, paridzirai pamusoro pedzimba.
Shona 2009?
Zvandinokuvudzai murima, taurai pachena, zvamunonzwa munzeve, paridzirai pamusoro pedzimba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvandinokuudzai murima, taurai pachena; zvamunonzwa munzeve, paridzirai pamusoro pedzimba.