Matthew 10:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musatya ʋanoʋuraya muʋiri, asi ʋasiŋgagoni kuʋuraya mŋeya; ɀikuru mutye uyo unogona kuʋuraya mŋeya nomuʋiri ɀose muGehena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatya avo vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya. Asi mutye uyo anogona kuparadza zvose muviri nomweya mugehena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatye avo vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya asi ityai uyo anogona kuuraya mweya nomuviri mugomba romoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musatya vanouraya muviri, asi vasingagoni kuuraya mweya; zvikuru mutye uyo anogona kuuraya mweya nomuviri zvose muGehena.
Shona 2009?
Zvino musatya vanovuraya muviri, asi vasingagoni kuvuraya mweya; asi mutye uyo unogona kuparadza zvose mweya nomuviri mugehena.
Shona SUB 2002 Bible
Musatya vanouraya muviri, asi vasingagoni kuuraya mweya; zvikuru mutye uyo anogona kuuraya mweya nomuviri zvose muGehena.