Matthew 10:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuisa rugare panyika; handina‐kuʋuya kuisa rugare, asi kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musafunga kuti ndakauya kuzouyisa rugare panyika. Handina kuuya kuzouyisa rugare asi munondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Musafunga kuti ndakauya kuisa rugare panyika; handina kuuya kuisa rugare, asi kurwa.
Shona 2009?
Musafunga kuti ndakavuya kuzoisa rugare panyika; handina kuvuya kuzoisa rugare, asi munondo.
Shona SUB 2002 Bible
“Musafunga kuti ndakauya kuisa rugare panyika; handina kuuya kuisa rugare, asi kurwa.