Matthew 10:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɗa ɓaɓa kana mai kupfuʋureni, haana‐kufanireni; nounoɗa mŋanakomana nomŋanasikana kupfuʋureni, haana‐kufanireni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani achada baba vake kana mai vake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu; uye ani naani anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu anoda baba namai kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Uyo anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupinda ini haakodzeri kuva wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nowanoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni.
Shona 2009?
Unoda baba kana mai kupfuvureni haana kufanireni; nounoda mwanakomana nomwanasikana kupfuvureni haana kufanireni;
Shona SUB 2002 Bible
“Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nounoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni.