Matthew 10:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokugamucirai imi, unondigamucireni; nounogamucireni, unogamucira wakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Anokugamuchirai anogamuchira ini, uye anogamuchira ini anogamuchira iye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyo anogamuchira imi anogamuchirawo ini. Anogamuchira ini anogamuchirawo uyo akandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Anokugamuchirai imi, anondigamuchireni; noanogamuchireni, anogamuchira akandituma.
Shona 2009?
Uyo unokugamuchirai unondigamuchira; nounogamuchira ini unogamuchira iye wakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
“Anokugamuchirai imi, anondigamuchireni; noanogamuchireni, anogamuchira akandituma.