Matthew 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋanegumi naʋaʋiri Jesu wakaʋatuma, akaʋaraira, aciti: Musaenda munzira yaʋahedeni, musapinda muguta raʋaSamaria;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava gumi navaviri Jesu akavatuma, akavarayira achiti, “Musaenda munzira yavaHedheni kana kupinda muguta ripi zvaro ravaSamaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akatuma vane gumi navaviri ava achivakomera achiti, “Musaende kune vechirudzi uye musapinde muguta ravaSamaria
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vane gumi navaviri Jesu akavatuma, akavaraira, achiti, “Musaenda munzira yavahedheni, musapinda muguta ravaSamaria;
Shona 2009?
Ava vanegumi navaviri Jesu akavatuma, akavaraira, achiti: Musaenda munzira yavahedheni, musapinda muguta ravaSamaria;
Shona SUB 2002 Bible
Ava vane gumi navaviri Jesu akavatuma, akavaraira achiti, “Musaenda munzira yavahedheni, musapinda muguta ravaSamaria;