Matthew 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musatora ndarama kana sirveri, kana ndarira muɀikwama ɀenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatakura goridhe, kana sirivha kana ndarira, muzvikwama zvenyu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musatora ndarama kana sirivha, kana ndarira muzvikwama zvenyu;
Shona 2009?
Musatora ndarama, kana sirivheri, kana ndarira muzvikwama zvenyu,
Shona SUB 2002 Bible
Musatora ndarama kana sirivha, kana ndarira muzvikwama zvenyu;