Matthew 11:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Kunaʋakaɓerekwa naʋakadzi, hakuna‐kumuka mukuru kunaJohane Mubapatidzi; asi muɗuku muʋushe bgokuɗeŋga mukuru kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndinokuudzai chokwadi kuti: Pavanhu vose vakaberekwa navakadzi, hapana mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi. Asi muduku muushe hwokudenga mukuru kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vose vakazvarwa navakadzi, hakuna mukuru kupinda Johani Muombeki asi mudiki wokupedzisira muumambo hwedenga mukuru kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna kumuka mukuru kunaJohani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwedenga mukuru kwaari.
Shona 2009?
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna kumuka mukuru kuna Johwani Mubhabhatidzi. Asi muduku muushe hwokudenga mukuru kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna kumuka mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwedenga mukuru kwaari.