Matthew 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciɗa kuɀigamucira, ndiye Eria wakaŋga acinzi unoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muchida zvenyu kuzvibvuma iye ndiye Eriya uya ainzi achauya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achinzi anouya.
Shona 2009?
kana muchida ku\add zvi\add*gamuchira, uyu ndiye Eria wakanga achizovuya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eriya akanga achinzi anouya.