Matthew 11:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Takakuridzirai hwamanda, asi hamuna kutamba; takaimba rwiyo rworufu, uye hamuna kuchema.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Takakuridzirai nyere, asi hamuna kutamba. Takaungudza, asi imi hamuna kuchema;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takaungudza, mukasachema.’
Shona 2009?
vachiti: Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasachema.
Shona SUB 2002 Bible
‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takaungudza, mukasachema.’