Matthew 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Johane wakaʋuya, asiŋgadyi, asiŋganwi, ɀino ʋanoti: Unomŋeya wakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti Johani akanga asingadyi kana kunwa asi vakati, ‘Ane dhimoni.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Johani akauya asingadyi kana kunwa asi vanhu vakati ano mweya wakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Johani akauya, asingadyi, asinganwi, zvino vanoti, ‘Ane mweya wakaipa.’
Shona 2009?
Nokuti Johwani wakavuya asingadyi kana kumwa, zvino vanoti: Unomweya wakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Johani akauya, asingadyi, asinganwi, zvino vanoti, ‘Ane mweya wakaipa.’