Matthew 11:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Johane, ari mutoroŋgo, wakaŋga anzwa maɓasa aKristu, akatuma shoko naʋadzidzi ʋake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Johani ari mutorongo akanga anzwa mabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake,
Shona 2009?
Zvino Johwani wakati anzwa ari mutirongo mabasa aKristu, akatuma vaviri vavadzidzi vake,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake,