Matthew 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakataŋga kutuka maguta makaŋga maitwa maɓasa ake esimba mazhinji, nokuti haana‐kutendeʋuka, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akatanga kutuka maguta akanga aitwa zvishamiso zvake zvizhinji, nokuti akanga asina kutendeuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati,
Shona 2009?
Zvino wakatanga kusvora maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendevuka, \add akati\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati,