Matthew 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoti kwamuri: Nyika yeSodoma icarerukirwa nezuʋa rokutoŋgwa kupfuʋura iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinokuudza kuti guta reSodhomu richarerukirwa pazuva rokutongwa kupfuura iwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinokutaurirai ndechokuti, ‘Pazuva rokutongwa, zvichava nyore kunyika yeSodhomu panewe.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi ndinoti kwamuri, ‘Nyika yeSodhoma icharerukirwa nezuva rokutongwa kupfuura iwe.’ ”
Shona 2009?
Asi ndinoti kwamuri: Zvichava nyore kunyika yeSodhoma nezuva rokutongwa kupfuvura iwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi ndinoti kwamuri, ‘Nyika yeSodhoma icharerukirwa nezuva rokutongwa kupfuura iwe.’ ”