Matthew 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti kwaari: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kundobvunza vachiti, “Ko, ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana kuti totarisira mumwe?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rokuti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti kwaari, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”
Shona 2009?
akati kwaari: Ko ndimwi unovuya here, kana titarisire mumwe?
Shona SUB 2002 Bible
achiti kwaari, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”