Matthew 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi makaŋga maɓuɗireiko? Kuzoʋona muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri, unopfuʋura kwaɀo muprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinoti kwamuri anopfuura kwazvo muprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi makanga mabudireiko? Kuzoona muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, anopfuura kwazvo muporofita.
Shona 2009?
Asi makanga mabuda kunooneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri: Unopfuvura kwazvo muporofita;
Shona SUB 2002 Bible
Asi makanga mabudireiko? Kuzoona muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, anopfuura kwazvo muporofita.