Matthew 12:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, kwakaŋga kunomunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana. Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ɀakatenderwa kuporesa nesaɓata here? kuti ʋamupomere mhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye makanga muno murume akanga ano ruoko rwakanga rwakakokonyara. Vachitsvaka mhosva yokupomera Jesu vakamubvunza vakati, “Zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza kuti zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata kuti vamupe mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, kwakanga kunomunhu akanga anoruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza, vachiti, “Zvakatenderwa kuporesa neSabata here?” Kuti vamupomere mhosva.
Shona 2009?
Zvino tarira, kwakanga kunomunhu wakanga anoruvoko rwakawonyana. Vakamubvunza vachiti: Zvakatenderwa kuporesa nemasabata here? Kuti vamupomere mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, kwakanga kuno munhu akanga anoruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza, vachiti, “Zvakatenderwa kuporesa neSabata here?” Kuti vamupomere mhosva.