Matthew 12:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgarwi, haaŋgaiti mhere‐mhere; Hakunomunhu ucanzwa inzwi rake munzira dzomumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haazokakavari kana kuridza mhere; hakuna anozonzwa inzwi rake mumigwagwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangarwi, haangaiti mhere-mhere; Hakuna munhu achanzwa izwi rake mumigwagwa.
Shona 2009?
Haangarwisi kana kudanidzira, uye hakunomunhu uchanzwa inzwi rake munzira dzomumisha.
Shona SUB 2002 Bible
Haangarwi, haangaiti mhere–mhere; Hakuna munhu achanzwa izwi rake mumigwagwa.