Matthew 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Munhu uyu haaɓuɗisi mŋeya yakaipa, asi naBeerzeburi, mucinda wemŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaFarisi pavakanzwa izvi, vakati, “NdiBheerizebhubhi chete, muchinda wamadhimoni, waanodzinga naye madhimoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi vakati vachizvinzwa, vakati, “Munhu uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri, muchinda wemweya yakaipa.”
Shona 2009?
Asi vaFarisi vakati vachi\add zvi\add*nzwa, vakati: Uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri muchinda womweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi vakati vachizvinzwa, vakati, “Munhu uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri, muchinda wemweya yakaipa.”