Matthew 12:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa noMŋeya waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ndichibudisa madhimoni noMweya waMwari ipapo umambo hwaMwari hwasvika kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri.
Shona 2009?
Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo ushe hwaMwari hwatosvika kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri.