Matthew 12:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋamŋe ʋanyori naʋaFarise ʋakapindura, ʋakati: Mudzidzisi, tinoɗa kuʋona ciratidzo kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vamwe vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chechishamiso kubva kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vamwe vanyori navaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.”
Shona 2009?
Zvino vamwe vavanyori navaFarisi vakapindura vakati: Mudzidzisi tinoda kuvona chiratidzo kubva kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vamwe vanyori naVaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.”