Matthew 12:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋeNinivi ʋacasimuka pakutoŋgwa norudzi urwu, ʋacarupa mhoȿa, nokuti ʋakatendeʋuka nokuparidza kwaJona; tarirai, mukuru kunaJona uri pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu veNinevhe vachamira pakutongwa pamwe chete norudzi urwu uye vacharupa mhosva; nokuti vakatendeuka pakuparidza kwaJona, uye zvino mukuru kuna Jona ari pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rokutongwa, vanhu veNinivhe vachasimuka vachipa mhosva chizvarwa ichi vachichibata nemhosva nokuti vakatendeuka pakaparidza Jona. Asi onai pano pane chakakura kupinda Jona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume veNinivhe vachasimuka pakutongwa norudzi urwu, vacharupa mhosva, nokuti vakatendeuka nokuparidza kwaJona; asi tarirai, mukuru kuna Jona ari pano.
Shona 2009?
Varume veNinivhi vachasimuka mukutongwa norudzi urwu, vacharupa mhosva; nokuti vakatendevuka nokuparidza kwaJona. Tarirai mukuru kuna Jona uri pano.
Shona SUB 2002 Bible
Varume veNinivha vachasimuka pakutongwa norudzi urwu, vacharupa mhosva, nokuti vakatendeuka nokuparidza kwaJona; asi tarirai, mukuru kuna Jona ari pano.