Matthew 12:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati acataura naʋanhu ʋazhinji, tarira, mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakamira kunze, ʋacitȿaka kutaura naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga achiri kutaura kuvanhu vazhinji, mai vake navanun'una vake vakamira panze vachida kutaura naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye.
Shona 2009?
Wakati achataura nechaunga, tarira, mai navana vamai vake vakamira panze, vachitsvaka kutaura naye.
Shona SUB 2002 Bible
Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye.