Matthew 12:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe akati kwaari: Haʋo mai ʋenyu naʋanuŋuna ʋenyu ʋamire kunze, ʋacitȿaka kutaura nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe akamuudza kuti, “Mai venyu navanun'una venyu vamire panze, vari kuda kutaura nemi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mumwe munhu akamutaurira kuti, “Amai venyu navakoma navanun'una venyu vamire panze, vari kukumbira kutaura nemi.”]
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akati kwaari, “Havo mai venyu navanun'una venyu vamire kunze, vachitsvaka kutaura nemi.”
Shona 2009?
Mumwe akati kwaari: Tarirai, mai venyu navana vamai venyu vamire panze, vachitsvaka kutaura nemwi.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akati kwaari, “Havo mai venyu navanun'una venyu vamire kunze, vachitsvaka kutaura nemi.”