Matthew 12:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani unoita kuɗa kwaƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye munun'una wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti aninaani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mukoma nomunun'una neni nehanzvadzi naamai vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye mukoma nomunun'una, nehanzvadzi, namai kwandiri.”
Shona 2009?
Nokuti aninani unoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye munun'una wangu, nehanzvadzi namai.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye mukoma nomunun'una, nehanzvadzi, namai kwandiri.”