Matthew 13:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Munotaurireiko kwaʋari nemifananidzo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vakauya kwaari vakasvikomubvunza vachiti, “Ko, munotaurirei kuvanhu nemifananidzo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?”
Shona 2009?
Zvino vadzidzi vakavuya, vakati kwaari: Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?”