Matthew 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani unaɀo ucapiwa, aʋe neɀakawanda; asi aninani usina, ucatorerwa neɀaanaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kune anazvo achapiwazve zvimwe, uye achava nezvakawanda. Asi ani naani asina kunyange nezvishoma zvaanazvo achazvitorerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti uyo anazvo achawedzerwa zvimwe achitova nezvakawandisa. Asi uyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ani naani anazvo achapiwa, ave nezvakawanda; asi ani naani asina, achatorerwa nyangwe nezvaanazvo.
Shona 2009?
Nokuti ani nani unazvo uchapiwa ave nezvakawanda. Asi ani nani usina uchatorerwa kunyange nezvaanazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ani naani anazvo achapiwa, ave nezvakawanda; asi ani naani asina, achatorerwa kunyangwe nezvaanazvo.