Matthew 13:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuprofita kwaIsaya kwakaitika kwaʋari, kunoti: Nokunzwa, mucanzwa, musiŋgatoŋgonzwisisi; Nokuʋona, mucaʋona, musiŋgatoŋgoʋonesesi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mavari munozadzisa chiprofita chaIsaya chinoti: “ ‘Muchangoramba muchinzwa asi musinganzwisisi; muchangoramba muchiona asi musingaonesesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwavari zvinobva zvazadziswa zvakataurwa nomuporofita Isaya achiti, ‘Zvokuteereresa regaika zvenyu kuteerera handiti mungadaro mukazonzwisisa, kana zvokutarisa regai zvenyu kutarisisa mungadaroka mukazonyatsoona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuporofita kwaIsaya kwakaitika kwavari, kunoti, ‘Kunzwa, muchanzwa, musingatongonzwisisi; Kuona, muchaona, musingatongoonesesi;
Shona 2009?
Kuporofita kwaIsaya kwakazadziswa kwavari kunoti: Nokunzwa muchanzwa, musingatongonzwisisi; nokuvona, muchavona, musingatongovonesesi.
Shona SUB 2002 Bible
Kuporofita kwaIsaya kwakaitika kwavari, kunoti, ‘Kunzwa, muchanzwa, musingatongonzwisisi; Kuona, muchaona, musingatongoonesesi;