Matthew 13:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋaʋete, muʋeŋgi wake akaʋuya, akakusha mashawi pakati peɀiyo, akaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu wose avete, muvengi wake akauya akakusha sawi pakati pegorosi, ndokubva aenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vavete, muvengi wake akauya, akakusha masawi pakati pezviyo, akaenda.
Shona 2009?
Asi vanhu vavete, muvengi wake wakavuya, akakusha mashawi pakati pezviyo, akaenda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vavete, muvengi wake akauya, akakusha masawi pakati pezviyo, akaenda.