Matthew 13:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Kwete, ɀimŋe kana muciʋuŋganidza mashawi, muŋgadzura neɀiyo ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Akapindura akati, ‘Kwete, nokuti paya pamunodzura sawi, mungazodzura pamwe chete nezviyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akati, “Kwete, mungadaro mukadzipurirana nekoroni pamunenge muchidzura sawi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, ‘Kwete, zvimwe kana muchiunganidza masawi, mungadzura nezviyowo.’
Shona 2009?
Akati: Kwete zvimwe kana muchivunganidza mashawi, mungadzura nezviyovo nawo.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, ‘Kwete, zvimwe kana muchiunganidza masawi, mungadzura nezviyowo.’