Matthew 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaʋaʋudza ɀinhu ɀizhinji nemifananidzo, akati: Tarirai, mukushi wakaɓuɗa kundokusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, achiti, “Murimi akabuda kundokusha mbeu dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavataurira zvinhu zvizhinji nemienzaniso achiti: “Mukushi akaenda kundokusha mbeu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, akati, “Tarirai, mukushi akabuda kundokusha.
Shona 2009?
Ipapo akataura zvinhu zvizhinji kwavari nemifananidzo, akati: Tarirai, mukushi wakabuda kundokusha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, akati, “Tarirai, mukushi akabuda kundokusha.