Matthew 13:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: unokusha mbeu yakanaka ndiye Mŋanakomana womunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Uyo akadyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana woMunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Anokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.
Shona 2009?
Akapindura akati kwavari: Unokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu;
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Anokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.