Matthew 13:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munda inyika; mbeu yakanaka ndiʋo ʋanakomana ʋoʋushe; mashawi ndiʋo ʋanakomana ʋowakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munda ndiyo nyika, uye mbeu yakanaka inomirira vana voumambo. Masawi ndiwo vanakomana vowakaipa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munda inyika; mbeu yakanaka ndivo vanakomana voushe, masawi ndiwo vanakomana vomuipi.
Shona 2009?
munda inyika; mbeu yakanaka, ndivo vanakomana voushe; asi mashawi ndivo vanakomana vowakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Munda inyika; mbeu yakanaka ndivo vanakomana voushe, masawi ndiwo vanakomana vomuipi.