Matthew 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakukusha kwake dzimŋe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikaȿika dzikadzidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, shiri dzikauya dzikadzidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakukusha kwake dzimwe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikasvika dzikadzidya.
Shona 2009?
Zvino pakukusha kwake, dzimwe \add mbeu\add* dzakawira kunzira; shiri dzikasvika dzikadzidya dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakukusha kwake dzimwe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikasvika dzikadzidya.