Matthew 13:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu ucatuma ʋatumŋa ʋake, ʋagoʋuŋganidza muʋushe bgake ɀose ɀinogumbusa, naʋanoita ɀisakarurama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana woMunhu achatuma vatumwa vake uye vachadzura kubva muumambo hwake zvose zvinokonzera chivi navose vanoita zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake. Vachaunganidza vagobvisa muumambo hwake vose vanokonzera vanhu kutadza navose vanoita zvakaipa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake, vagounganidza muushe hwake zvose zvinogumbusa, navanoita zvisakarurama,
Shona 2009?
Mwanakomana womunhu uchatuma vatumwa vake, vagovunganidza muushe hwake zvinhu zvose zvinogumbusa navanoita zvisakafanira;
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake, vagounganidza muushe hwake zvose zvinogumbusa, navanoita zvisakarurama,