Matthew 13:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika; ʋatumŋa ʋacaɓuɗa, ʋacaɓuɗisa ʋakaipa pakati paʋakarurama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika. Vatumwa vachauya vagotsaura vakaipa kubva kune vakarurama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika; vatumwa vachabuda, vachabudisa vakaipa pakati pavakarurama,
Shona 2009?
Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika. Vatumwa vachabuda, vachazungura vakaipa pakati pavakarurama,
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika; vatumwa vachabuda, vachabudisa vakaipa pakati pavakarurama,